Winky D – Kharma Lyrics

Nhamo une chitema ndakakutsvakira Diprosone
Hona zvangu zvatsvukira saka ndauya kuzokuona
Gafa (Gafa)

Kwawaitiwana hauchatiwana ikoko (wana ikoko) hatisisiko ikoko
Hello nhamo, Gafa radzoka ku-recovery
Iwe nhamo, hauchapapoya ndava covered
Saka (karma, karma) uchapapoya sei paine ma-Dollars?
(Karma, karma) itoita soft kunge drink dopaz

Zvese zvawakandiita zvakudzoka zvaka-doubler
Waindiswedza nenzara seGafa ndaiku-doubler
Ndizvo zvakazoita kuti ndizoti, "Abracadabra"
Chionaka manje chiGafa chiye chakufura patafura
Pataikukwata tichikutiza takapfuura
Tasimudza musoro zvino tokukwatura

Kwawaitiwana hauchatiwana ikoko (wana ikoko) hatisisiko ikoko
Hello nhamo, Gafa radzoka ku-recovery
Iwe nhamo, hauchapapoya ndava covered
Saka (karma, karma) uchapapoya sei paine ma-Dollars?
(Karma, karma) itoita soft kunge drink dopaz

Gafa zvino rotarisa nhamo richilachuka (ha-ha-ha-ha-ha-ha-ha)
Ma-green nema-Bond tiri kungochapura (ha-ha-ha-ha-ha-ha-ha)
Hona zvakuita chiGafa icho, vamwe vakuti izvoni, "Dai chafa icho"
Vari kurwadziwa havasati vati nhasi, tinovapa ma-caffenol
Ghetto chiGafa pattern, kana ndohle mari, ava ma-one, one
Tarisa kana fashion, kastep kacho ndichibuda muJan Jam

Kwawaitiwana hauchatiwana ikoko (wana ikoko) hatisisiko ikoko
Hello nhamo, Gafa radzoka ku-recovery
Iwe nhamo, hauchapapoya ndava covered
Saka (karma, karma) uchapapoya sei paine ma-Dollars?
(Karma, karma) itoita soft kunge drink dopaz

Zvese zvawakandiita zvakudzoka zvaka-doubler
Waindisweeda nenzara seGafa ndaiku-doubler

Comments (0)