Winky D – Chanderlier Lyrics

Chandelier, Chandelier, Chandelier
Chandelier, Chandelier, Chandelier
Gafa!

Usaone ndinyerere (nyerere)
Gafa riripo padenga, padenga kunge chandelier
Ndakabaka, ZESA yobvunza kuti unozvigona sei?
Hona ndabaka, vari kundibvunza iwe unozvigona sei?
Ndiisei ma archives batai Home Affairs

Chandelier
Gafa richiripo padenga se chandelier (chandelier)
Vagozama kundiisa pasi sendare (chandelier)
Gafa richipo padenga se chandelier (chandelier)
Haasi makuhwa bvunza somebody

Hanzi Kariba Dam haina mvura
Saka nyika ine rima ndini zuva
Ndaisa chayedza mumaruwa
Kunzvenga nzvenga rima kuwaura

Kubva pasi pahuruva ndava kudenga zvoita kunge magic
Handichataura paphone ndakutaura muroad ndine street credit
Ndakapinda kare handichagone kubuda ndashaiwa exit
Ngoma dzese paZimbabwe ini ndini ndinadzo seJiti

Tomhanya ma streets isusu semushika shika
Life yangu iFIFA paku kicker kicker
Zvimoko ndavhundutsa zvonditi dai wabatika
Because ndakasvika svika

Chandelier
Gafa richiripo padenga se chandelier (chandelier)
Vambozama kundiisa pasi sendare (chandelier)
Gafa richipo padenga se chandelier (chandelier)
Haazi makuhwa bvunza somebody

Dhanzi nda locker fanike door rangu
Ndiri kuchengetedza bho yangu
Ini handina mvura, saka rinenge shura
Zambezi River iri kuchiva flow yangu

Maindatarisira pasi nhasi mondiona pa-ceiling
Kaskiri kekuhwina ndaita chiveve nekamwe ka-feeling
Gafa ndaposer ndobva ndatorwa bata chifamily?
Ndanongogezeswa ndobva ndabuda fanika firimu

Bata zvima lines zvandiri ku-bosser ndezvepa Harvard
Ndoshanda zvekuti unofunga kuti vamwe vari paSabbath
Ndini ndakasimba ndine maparts eBenz kunge Sabot
Vanondivenga handigumbuke ndongoti

Chandelier
Gafa richiripo padenga se chandelier (chandelier)
Vambozama kundiisa pasi sendare (chandelier)
Gafa richipo padenga se chandelier (chandelier)
Haasi makuhwa bvunza somebody

Hanzi Kariba Dam haina mvura
Saka nyika ine rima ndini zuva
Ndaisa chayedza mumaruwa
Kunzvenga nzvenga rima kuwawura

Nicky
Lion

Chandelier
Chandelier

Comments (0)