Winky D – Highway Code Lyrics

ChiExtra (chiExtra)
Zvimoko zvandiona paposition (shan)
Paita congestion (shan)

Mabhebhi tengai highway code
Makonzeresa njodzi muroad
Pese panopfuura chiGafa
Oskid

Itai muchifundisa mabhebhi kudraivha imi
Handisi kubhaiza ini
Mabhebhi ari kucrasha pandiri
Havana nyasha pandiri

Vozevezera Gafa is bae (gafa the Bae)
Uyo musamufananidze
Mabhebhi ari kucrasha pandiri (ndiri)
Havana nyasha pandiri

Ndiri kumusoro pakuda hill start
Vatadza kukwidza makata, G40
Zvimoko zvikunzwa kuda
Yabva yaita kunge Tea-Party

Ndabva ndazvimisa, stop sign
Muri kumhanya, spot fine
Haukwanise kutedzera speed limit
Ndokumhangarira kumaOfficer ini

Pano haupinde easy ndenge madrum
Ndakawandirwa haukwane kana pachiramu
Ndozviziva une crash paneGafa
Usashandise mafeelings, keep calm

Saka yangova Biggie woye
Vese vakuti hatidi naye (hatidi naye)
Yangova Biggie woye
Vari kungoti hatidi naye (hatidi naye)

Itai muchifundisa mabhebhi kudraivha imi
Handisi kubhaiza ini
Mabhebhi ari kucrasha pandiri
Havana nyasha pandiri

Vozevezera Gafa is bae (gafa the Bae)
Uyo musamufananidze
Mabhebhi ari kucrasha pandiri
Havana nyasha pandiri

Bhebhi unenge uri learner
Pane Gafa hapasi easy kunzi wapakena
Haundikonhese ndokutemba kuchena
Panoda licence and class 1, Obaden

Zvimoko zvonditeera ndichibva kudheni
Zvandimirira kubva na3 makseni
Pane two twandapesana natwo
Twandiona ndokubva twarova 3 point turn

Turi kunditaimira but pabuda nothing
Turi kunditeera ndapinda muParking
Mapakiro acho andichaita
Haatisanganise iparallel parking

Saka yangova Biggie woye
Vese vakuti hatidi naye (hatidi naye)
Yangova Biggie woye
Vari kungoti hatidi naye (hatidi naye)

Itai muchifundisa mabhebhi kudraivha imi
Handisi kubhaiza ini
Mabhebhi ari kucrasha pandiri
Havana nyasha pandiri

Vozevezera Gafa is bae (Gafa the bae)
Uyo musamufananidze
Mabhebhi ari kucrasha pandiri
Havana nyasha pandiri

Mabhebhi ari kucrasha pandiri
Havana nyasha pandiri

Vozevezera Gafa is bae (gafa the Bae)
Uyo musamufananidze
Mabhebhi ari kucrasha pandiri
Havana nyasha pandiri

Comments (0)