Oliver Mtukudzi – Chiringa Lyrics

Kuvarairwa uchifamba

Chiringa
Varume musaite chiringa
Kuvarairwa uchifamba
Kuvarairwa uchifamba

Chiringa
Varume musaite chiringa
Kuvarairwa uchifamba
Kuvarairwa uchifamba

Kuvarairwa uchifamba

Chiringa
Varume musaite chiringa
Kuvarairwa uchifamba
Kuvarairwa uchifamba

Chiringa
Varume musaite chiringa
Kuvarairwa uchifamba iwe
Kuvarairwa uchifamba

Kuvarairwa uchifamba

Kuzvirova dundundu
Kuzvikudza mudundundu
Kusvikirwa mudundundu
Kuvarairwa uchifamba uko
Kuvarairwa uchifamba

Kuzvirova dundundu
Kuzvikudza mudundundu
Kubvikirwa mudundundu
Kuvarairwa uchifamba
Kuvarairwa uchifamba

Chiringa
Varume musaite chiringa
Kuvarairwa uchifamba iwe
Kuvarairwa uchifamba

Chiringa

Comments (0)